📄 Exam Questions & Readable Text Transcript
Full OCR-extracted text of questions, syllabus codes, and exam instructions.
Extracted Content: 4069q1Specmen paper
Page 1
Extracted Text
Foe Pesforo rareZIMBABWE SCHOOL EXAMINATIONS COUNCIL
General Certificate of Education Ordinary Level
LITERATURE IN SHONA 4069/1
PAPER 1 Poetry and Indigenous Knowledge Systems
SPECIMEN PAPER 1 hour 30 minutes
Additional materials:
Answer paper
NGUVA: Awanemaminitsi makumi matatu
RAYIRO KUVANY ORI VEBVUNZO
Uchapiwa mapepa okunyorera mhinduro dzako.
Nyora zita rako, nhamba yenzvimbo yauri kunyorera nenhamba yako yawakapiwa somunyori papepa
roga roga remhinduro rawashandisa.
Pindura mibvunzo miviri chete.
Ukashandisa mapepa anodarika rimwe, asunganidze pamwe chete.
ZIVISO KUVANY ORI VEBVUNZO
Zvibodzwa zvakapiwa muzvikomberedzo izvi ( ) pamagumo pechidimbu chemubvunzo, uye
izvi [ ] panoperera mubvunzo woga woga.
Bvunzo ino yakanyorerwa pamapeji matatu nerimwe chete risina kunyorwa chinhu.
Copyright: Zimbabwe School Examinations Council, Specimen paper.
©ZIMSEC Specimen paper [Enda kuseri
---
Page 2
Extracted Text
CHIKAMU A: NHETEMBOPindura mubvunzo mumwe chete kubva muchikamu chino.
Chirikure, C.: Rukuvhute
Uchitsigira nenhetembo nhatu kubva muna Rukuvhute, tsanangura
maitiro akaipa matatu kubva munhetembo imwe neimwe ari kukanganisa
budiriro munyika.
Tsanangura tsika sere dzepasichigare dzinoburitswa munhetembo dziri muna
Rukuvhute uchitsigira nenhetembo shanu chete.
Makadho, E. : Mutakunanzva WeNhetembo
Kubva muna Mutakunanzva WeNhetembo sarudza nhetembo imwe chete
inotaura nezvevakadzi. Tsanangura zvainoreva zvishanu uye zvidavado
zvakashandiswamo.
Sarudza nhetembo ina kubva muna Mutakunanzva WeNhetembo_dzakanyorwa
naFrancis Matambirofa dzeshanduko yetsika nemagariro evaShona uchiburitsa
pfungwa mbiri chete panhetembo yoga yoga.
4069/1 Specimen paper
[25]
---
Page 3
Extracted Text
CHIKAMU B: INDIGENOUS KNOWLEDGE SYSTEMSPindura mubvunzo mumwe chete kubva muchikamu chino.
Fortune G: Ngano Volume 2
Tsanangura matambudziko matanhatu anosangana nevanhukadzi
mungano nhanhatu dziri muna Ngano Volume 2. [25]
Tatira, L.: Zviera ZvavaShona
Uchishandisa ngano shanu kubva muna Ngano Volume 2, tsigira
pfungwa yokuti vaiti vezvakaipa vanorangwa muupenyu. [25]
Ndedzipi tsika sere dzevaShona dzinobuda muna Zviera ZvavaShona?
Tsigira nezviera zvisere. [25]
Tsanangura zviera zvishanu kubva muna Zviera ZvavaShona zvinoita
kuti vana vakoshese kodzero dzezvinorarama zvose uchiburitsa kodzero
pachiera choga choga. [25]
4069/1 Specimen paper
---
Page 4
Extracted Text
BLANK PAGE4069/1 Specimen paper
---