Unsorted Specimen 4 Pages

6007q2 specimen

Year: Specimen • Views: 1 • Downloads: 2

⬇ Download PDF
Tip: Double-tap or pinch to zoom on diagrams

πŸ“„ Exam Questions & Readable Text Transcript

Full OCR-extracted text of questions, syllabus codes, and exam instructions.

Extracted Content: 6007q2 specimen

Page 1

Extracted Text
ye Tor Perf

ZIMBABWE SCHOOL EXAMINATIONS COUNCIL

General C ertificate of Education Advanced Level

LITERATURE IN SHONA 6007/2

PAPER 2: Drama, Prose and Poetry
SPECIMEN PAPER 3 hours

Additional materials:
Answer paper

NGUVA: Maawa matatu
RAYIRO KUVANY ORI VEBVUNZO
Uchapiwa mapepa okunyorera mhinduro dzako.

Nyora zita rako, nhamba yenzvimbo yauri kunyorera nenhamba yako yawakapiwa somunyori
papepa roga roga remhinduro rawashandisa.

Pindura mibvunzo neC hiShona.

Pindura mubvunzo mumwe chete muchikamu choga choga.

Cherechedza rayiro dziri pamubvunzo woga woga.

Ukashandisa mapepa anodarika rimwe, asunganidze pamwe chete.

ZIVISO KUVANY ORI VEBVUNZO

Zvibodzwa zvakapiwa muzvikomberedzo izvi ( ) pamagumo pechidimbu chemubvunzo, uye izvi [ ]
panoperera mubvunzo woga woga.

Bvunzo ino yakanyorerwa pamapeji mana.
Copyright: Zimbabwe School Examinations Council, Specimen Paper.

Β©@ZIMSEC SPECIMEN PAPER [Enda kuseri

---

Page 2

Extracted Text
2 CHIKAMU A: MITAMBO

Pindura mubvunzo mumwe chete muchikamu chino.
Mashayamombe, B.C.: Akanhonga Vhunze Nemuromo
(a) β€”_ Cindy anotaridza maitiro asingatarisirwe pamuroora patsika
nemagariro avaShona. Tsigira pfungwa iyi nezvaanoita mumutambo
uyu. [30]

kana

(b) =β€˜ Tsanangura zvakaonekwa nemunyori mumagariro evanhu zvakaita kuti
anyore mutambo werudzi urwu. [30]

Mashiri, P.M.: Ushe Ndohwangu
(a) Uchishandisa umboo hunobva mumutambo Ushe Ndohwangu,
Rondorodza matanho akatorwa naNyanguru kuti atore ushe
uchijekesa zvipingaidzo zvaakasangana nazvo padanho roga roga. [30]
kana
(b) = Munyori P.M. Mashiri anoshandisa chidavado chesetswa/ndyaringo
kuburitsa maitiro avanhu. Tsigira pfungwa iyi nezviitiko zvinobuda
mumutambo uyu. [30]

Chakamba, R.H.: Nziramasanga

(a) Rondorodza matambudziko aisanganikwa nawo nevatema mazuva
ehondo yechimurenga anoburitswa mumutambo Kuwadzana.

kana
(b) = Vanhu vomumaruwa vanoburitswa saivo vakanyanya kutsigira hondo

yechimurenga. Ongorora pfungwa iyi wakatarisa zvinobuda mumitambo
iri muna Nziramasanga. [30]

6007/2 SPECIMEN PAPER

---

Page 3

Extracted Text
CHIKAMU B: NYAYANYORWA Pindura mubvunzo mumwe chete muchikamu chino.

Kufonya, R.: Pfupajena

(a) β€œHondo yevaDuma haikundwi nokuti inorwiwa nomweya nenyama pamwe
chete.” (peji 178). Tsanangura zviri murungano urwu zvinozadzikisa mazwi
aya. [30]
kana

(b) ~=Donongodza zvinoitwa naZindoga zvinotaridza kuti semutungamiri,
akange azvipira kupamba Pfupajena. [30]

Musengezi, G: Zvairwadza Vasara

(a) _Donongodza mitoo yakashandiswa nemunyori kuburitsa marwirwo
akaitwa hondo yechimurenga.

kana
(b) Uchishandisa umboo huri mubhuku, jekesa zvose zvairatidza kuti varungu
vakanga vasingadi chose kutonga kwevatema kunyange zvakange zvave
pachena kuti vakanga vakundwa muhondo. [30]

Mavesera, M: Makaitei

(a) Tsanangura zviitiko zviri kukanganisa kubatana kwemhuri dziriko nhasi
sekuburitswa kwazviri kuitwa muna Makaitei.

kana

(b) Dzumbunura zvaunowana maererano neupenyu hunoraramiwa nevanhu
mumadhorobha zviri kubuditswa mubhuku Makaitei? [30]

6007/2 SPECIMEN PAPER
[Turn over

---

Page 4

Extracted Text
4 CHIKAMU C: NHETEMBO

Pindura mubvunzo mumwechete muchikamu chino.

Hodza, A.C.: Ugo Hwamadzinza AvaShona

(a)

(b)

@

(i)

Ipa ongororo yezvaishungurudza vazhinji muwanano.
Tsigira nenhetembo nhatu dzechikamu cheJikinyira
nemavingu.

Sokuona kwako, shungurudzo idzi dzaigadziriswa nenzira
dzinogutsa here pasichigare.

kana

Jekesa pfungwa yokuti rume risinganyepi hariroori/hariwani nezvinobuda

munhetembo ina dzemadetembedzo okupfimbana.

Gunduza, M.: Hodzeko Yenduri

(a)

(b)

@

(i)

@

(i)

Uchishandisa nhetembo nhanhatu dzavananyanduri vakasiyana,
jekesa kunetsekana kwavananyanduri nemararamiro ava kuita
vanhu muZimbabwe nhasi.

Tsanangura zvingarerutsa zvinonetsa zvacho zvawapa pa 8(a)(i)
yako.

kana
Ongorora nhetembo ina dzaLiveson Tatira uchijekesa zviri kutsi
kwemoyo wake sekuzviburitsa kwaari kuita munhetembo

dzawasarudza.

Tsanangura magadzirisirwo angaitwa nhunha dzacho dzaari
kuburitsa.

6007/2 SPECIMEN PAPER

[30]

[10]

[40]

[30]

[10]

[30]

[10]

---