2019_shona_olevel_nov_paper1

Year: 2019 • Views: 1 • Downloads: 2

⬇ Download PDF
Tip: Double-tap or pinch to zoom on diagrams

đź“„ Exam Questions & Readable Text Transcript

Full OCR-extracted text of questions, syllabus codes, and exam instructions.

Extracted Content: 2019_shona_olevel_nov_paper1

Page 1

Extracted Text
ATIONS CQ

LE ;
ZIMBABWE SCHOe ve pawetion ordinary Level
mer

SHONA LANGUAGE 400)

PAPER 1 : Rondedzero neNzwisiso
NOVEMBER 2019 SESSION

Maawa may

Additional materials:
Answer paper

NGUVA: Maawa maviti

RAYIRO KUVANYORI VEBYUNZO

Uchapiwa mapepa okunyorera mhinduro dzako.

Nyora zita rako, nhamba yenzvimbo yauri kunyorera nenhamba yako yawakapiwa somuny

papepa
roga roga remhinduro rawashandisa.

Pindura mubvunzo mumwe chete muChikamu Inemibvunzo yose muChikamu II.

Mibvunzo yose inofanira kupindurwa neChiShona chete.
Ukashandisa mapepa anodarika rimwe, asunganidze pamwe chete.

ZIVISO KUVANYORI VEBVUNZO

Zvibodzwa zvakapiwa muzvikomberedzo izvi () pamagumo pechidimbu chemubvunz0, Wt

izvi [ ] panoperera mubvunzo woga woga.

Copyright: Zimbabwe School Examinations Council, N2019.

@ZIMSEC N2019

59

---

Page 2

Extracted Text
zvichakubatsira kuti upedze awa imwe chete pachikamu chino no.

Sarudza musoro mumwe chete pane
yawasatudza nemazwi ari pakati pe4

1

(d)

(e)
()

(g)

CHIKAMU I: RONDEDZERO

yose yakapiwa. Chinyora rondedzero yemhando
50 ne500 kana kusvitsa mapeji mana.

Zviise panzvimbo yemukuni
vabereki shanduko yaunzwa nebumbiro idzva redzidzo pachikoro chenyu.

Muroyi royera kure kuti vepedyo vagokureverera.

Nyora hurukuro pakati peshamwari mbiri dziri kukakavadzana, mumwe

achiti Tekinoroji yavandudza upenyu hwavanhu mune zvakanaka, mumwe

achitiwo yaparadza mararamiro kwawo evanhu.

Nyora nyaya inopedzisira nemashoko anoti, “Uku ndiko kwakave
kubudirira kwemhuri.”

Chitendero changu.

“Kuva nebhizimisi rako, kuri nani pane kushandira umwe munhu.’
Unotii nepfungwa iyi?

Nyora tsamba kumumirini wedunhu renyu Muparamende uchitaura
nezveshanduko yakaitika mudunhu menyu kubva zvavapinda
pachigaro.

4007/1 N2019

60

wechikoro, unyore nhaurwa yekutsanangurira

[50]

[50]

[50]

50]

[50]

[50]

[50]

---

Page 3

Extracted Text
CHIKAMU UI: NZWISISO NEPFUPISO

< ibvunzo yose inoiteverg :
Nyatsoverenga nyaya inotevera ugopindura m: "SChigy,

chakanaka,

ty

usilyiwa vakamukira nomys
Mangwana acho wava Muvhuro, George nal kuChinhoyi kwavakandogs hug
Mushure mokutengesa vakapfuurira Kamukombe akaona motokar; isi va Tot,
ichigadzirwa. Manheru omusi iwoyo, Akasvikowana amai vaTendai- Pay,
ndokupinda mukati achiratidza kudhakwa. iva kuti mukoma Wake vari Tuy,
yokubikira, sadza riri pamoto. Paakazoz dyo nemoto, achinyepe, ee a
neramangwana racho rose akabva aswedera pe! Tu enengura ndiro yon Kutonys
Akazopakurirwa sadza kuti adye iye ndokutanga kup! Yousayj,
“A! Mai ndicho chii ichochi?” sys»
“Isadzaka babamudild, rinotove nenyama pene emombeo
“Ini chaiye munin’ina waGeotge ndingadye » seit
achizvirova dundundu. abamudiki?”
« : ei babamudik1? . : ss
ange — — muchirugwi hamungandiurayirewo imwe chete i
kundi irawo mazai akapfavirira?” . .
“Babee mauya kuzotiona here kana kuti mauya kuzondinzwa Mukanway»
“Ndiri munin’ina waGeorge chaiyeka ini, buda ndibudewo. _,Chigaranhaka chai
Hapana mumwezve pano kunze kwangu. Kufa hakuna memba. a
“Babamudiki, zvose zvamuri kutaura muchiita mutorododo handinei Nazvo, d
mumba mangu munodya zvamunenge mawana zviripo kwete 2vekunditong
hazviite.”
“Ndinoda kunzwawo huku inobikwa nemi maiguru.” oo
TInobikwa neni ndiyo inoita sei? Huku ihuku chete. Ini ndini wamakanzya |
ndinorunga huku neshuga here? Pamtsoro pezvo ndinorangarira kuti ay
vaMandizvidza ndakavapa huku nemusi weChishanu uno. Havana kukubikirai here
“Ndakabi... zva...ngu, nda..” Kamukombe akandandama.
“Ko nhiyo makumi mashanu dzose dzamakatengerwa nababa vaH
kuzonzwa namainini makadya ari manyana seshiri here?”
“Dzakafa dzose dziya nemvura, maiguru.”

“Nekushaya muchengetika?” Akadaro mudzimai avhura maziso.
“Aiwal”

“Zvino nei?”

azvinei dzatis

“Zvinoda vane mari izvi, maiguru.”

Mudzimai waGeorge akamutarisa achikwidza nokudzikisa maziso asingabwairi a

¢ gudza musoro oti, “Babamudiki kana mapedza kud
mochienda kumba kwenyu nokuti norarisa Hazvinei. Dai kusik

Tendai haasati auya ndaitokiya gedhi iko zvino,”

“Munonomurarisa zvenyuka modzoka muno tozotandara.”
“Tichitaurei?”

4007/1 N2019

61

---

Page 4

Extracted Text
“Handiti ndiri chigaranhaka?” Akadaro achiswedera pedyo naamai vaTendai. Mudzimai akabva azviona kuti kuramba achitsanangura kwaiva kuparadza nguva. Akasimuka akabata mwana wake tuoko achipa yambiro yokuti paaizodzokamo aida kuzomuwana asisimo. Kamukombe akazvitora sedambe ndokuramba akakomba choto achipuruzira mipimbira, chimonera chakarumwa chichitorototswa. Amai vaTendai zvavakapindamo vachimuona achirimo vakabva vatanga kudedera nehasha. “Babamudiki muchin muno nazvino?” Akadaro amire pamusuo.

“Garai pasi maiguru titandare. Maita sei kunge muri kungovhunduka-vhunduka.
Pfavirai ngoma usiku hurefu, maiguru.”

“Munoda kuti ndinodaidza amai vaMandizvidza here kana kuti tipedzerane neni?”
“Amai vaMandizvidza vanei nazvo zvevaviri?”

Amai vaTendai vakatanga kurongedza midziyo chinyararire vachigwedebudza.
Kamukombe akatozovhundutswa nedota rondimuka muchoto.

“Aika! Aika!” Akadaro achisimuka akabata ziso rerudyi. “Zvaita sei maiguru?”
“Budai panze! Payadyira handipo painozeyera!”

“Nda... ndaita sei mai...?”

“Ndabvira kare ndichiti endai mhani! Kurumidzai ndisati ndatora mamwe matanho
akaoma.”

Izvozvo mudzimai ainge akabata tsiga remoto akanongedzera pachipfuva
chaKamukombe. Akadududza nenhendeshure achivhereredzwa semusungwa. Ave
kubuda pamusuwo akadonha negotsi achibva angosimuka pakare pakare tsiga
ndokunzvengeswa-nzvengeswa serichasvitswa pamuromo. Kamukombe akazongoti
tendeu, ndiye tsoka ndibereke.

Zvakatsikana satsuro nembwa kusvikira vave kunze kwegedhi.

Ave kudzokera kumba ndangariro dzake dzakatanga kufunga dzichiti, “Ini zvangu
ndinenge ndisingade kusvika pakudai nemunhu. Chandinoziva ini Eunice ndechekuti,
kurwa, kutuka kana kuchema uchiburitsa misodzi chiratidzo chekukundikana, asi nhasi
pana Kamukombe hapana chandange ndichagona kuita kunze kwezvandaita chete. Ini
handitambe chiramu nenzira yaange achida kwete. Zvemanyemwe anoitira mukadzi
wake. Kutotaura zvake zvenhaka kwandiri. Ndiani akamuudza kuti George akafa
anowana ini panhaka? Arere Kamukombe nhaika? Ini ndakada murume mumwe chete
George chete chete.”

(Yakagadzirid-wa kubva muna “Mubairo na D. Hwendaenda.)
(a) Doma hukama huri pakati paGeorge naKamukombe. (1)
(b) Ipa zita remudzimai waGeorge. (1)

(c) Chi chakange chamboitirwa Kamukombe nababa vaHazvinei
chinoratidza kuti vaidawo kuti agone kuzviriritira? qd)

@ Kamukombe airamba usavi hwei mumba mamaiguru vake? ( 1)

(ii) — Nyora dimikira rakashandiswa munyaya rinoreva kuti
Kamukombe akamhanya chose otiza maiguru vake. (1)

Doma basa rimwe chete remaoko pane aiitwa nemhuri
yaGeorge. : (1)

62

---

Page 5

Extracted Text
tg isirwo adzakaitwa () — Tsanangura zvinoreva ndevo idzi samashandi munyaya. @) chimonera chakarumwa chichitorototswa

; id:
(ii) handitambe chiramu nenzira yaange achida

(iii) akazvitora sedambe

(iv) zvakatsikana satsuro nembwa
(v) _ buda ndibudewo

(vi) payadyira handipo painozeyera

(g) Tsanangura zvakaita kuti Kamukombe andandame paaitaura
namaiguru vake.

(h) ~—— Nyora pfupiso yenyaya iyi nemazwi ako asingapfuurl makumi
mashanu.

4007/1 N2019

63

)
(2)
2)
(2)
(2)
2)

Q)

(10)
[30]

---

Curriculum Theory & Notes

Struggling with the concepts in this paper?

Revise syllabus notes, key exam points, and interactive practice questions for Languages Local: