2023_shona_olevel_mj_paper2

Year: 2023 • Views: 1 • Downloads: 2

โฌ‡ Download PDF
Tip: Double-tap or pinch to zoom on diagrams

๐Ÿ“„ Exam Questions & Readable Text Transcript

Full OCR-extracted text of questions, syllabus codes, and exam instructions.

Extracted Content: 2023_shona_olevel_mj_paper2

Page 1

Extracted Text
5) Bae 3 oO t i ae ZIMBABWE SCHOOL EXAMINATIONS COUNCIL

General Certificate of Education Ordinary Level

SHONA LANGUAGE 4007/2

PAPER 2: Mashandisirwo eMutauro, Misambo yeMutauro neMaumbirwo eMutauro

JUNE 2023 SESSION Maawa maviri

Additional materials:
Answer paper
NGUVA: Maawa maviri
RAYIRO KUVANYORI VEBVUNZO
Uchapiwa mapepa okunyorera mhinduro dzako.

Nyora zita rako, nhamba yenzvimbo yauri kunyorera nenhamba yako yawakapiwa
somunyori papepa roga roga remhinduro rawashandisa.

Pindura mibvunzo misere chete.
Ukashandisa mapepa anodarika rimwe, asunganidze pamwe chete.

ZIVISO KUVANYORI VEBVUNZO

Zvibodzwa zvakapiwa muzvikomberedzo izvi ( ) pamagumo pechidimbu chemubvunzo, uye
izvi [ ] panoperera mubvunzo woga woga. .

TT) Pewten ine vakauenrerve nace Li Le ee eee
Bvunzo ino yakanyorerwa pamapeji matanhatu nemaviri asina chinhu.

Copyright: Zimbabwe School Examinations Council, J2023.

ISEC J2

0 oe

CamScanner

---

Page 2

Extracted Text
CHIKAMU I: MASHANDISIRWO OMUTAURO Pindura mibvunzo yose muchikamu chino.

Sarudza fananidzo shanu chete kubva pane dzinotevera ugodzishandisa muzvirevo
zvinoburitsa zvadzinoreva.

(a) _ sekatsi negonzo (1)
(b) โ€” sechapungu ()
(c) โ€” seegudo (1)
(d) โ€” senyoka yapinda mumba 63)
(e) โ€” sommramba uri mumvura (1)
(f) โ€” kunge mvura yeguvi (D
(g) sedombo ()

t2}

led

Kubva muzvirevo zvinotevera nyurura tsumo chete.

(a) Vatove tsika nditsikewo. (1)
(b) Mwana ijira rinofukwa nevanhu vose. ()
(c) | Mudzimai wake imharapatsetsetse inoshura. (1)
(d) _ Badza guru ipa murimi kuripa tsimbe inovata naro. ()
(e) Hari isina mukuchidziri haiviri. ()
(f) Kudya magaka mambishi neminzwa yawo. ()
(g) Dzaive nhungo ndidzo dzakapfiririswa imba. ()
(h) = Kukurukura hunge wapotswa. ()
(i) Kubakisa mvuto kunoda varidzi vayo. ()
Gj) | Moyo wakachena semwedzi wechirimo. ()

lias ie (5]

(C) Zimsec 2023

CamScanner

---

Page 3

Extracted Text
3. 2 ae Tsanangura zvinorehwa nemadimikira anotevera. Sarudza mashanu chete. Muenzaniso: Zindakupa zindakutorera

Mhinduro: Kupa chinhu kune munhu wotora pakarepo.

(a) Ngaisiye matambo. ())
(b) Pasi pamera ziso. 0)
(ยฉ) Pasi partion nezamu rebere. (1)
(d) โ€”_kudya zvemarema ()
(e) โ€”_ kurara dzedanda (1)
(f) kurembedza miromo (I)
(g) __ tsika dzine maburi (1)
[5]
4, Kubva panyaudzosingwi dzinotevera, sarudza shanu chete ugopa nyaudzosingwi
inopikisana kana kuti inorandurana nayo. Ita izvi uchitevedzera muenzaniso uri
pazasi.
Nyaudzosingwi: simu
Mhinduro: go
(a) tsva-a (1)
(b) _ nyengu (1)
(c) โ€” kudubu (1)
(d) mhidzu (1)
(e) โ€” bhururu qd)
() vhu-u (1)
(g) pamu ยฉ
[5]

4007/2 52023

MACON

[Enda kuseri

CamScanner

---

Page 4

Extracted Text
5,

an 4
AURO
CHIKAMU II: MISAMBO yEMUT:
Pindura mubvunzo ynotevera.
a mibvunzo jnoitevera.

(a) Verenga ndima iyi ugopindur
i i achida kuvaona sezvo
irai i โ€˜aMawire mangwanant achida kuvaonรฉ
eee oor a" pa waVaMawite. Akasvikoti, "Tisvikeiwo
ene Pa ca th 2" VaMawite vakati, "Titambire mudzimai wangu. Ko,
pano! Pane vanhu here i, "Kwakanaka ako, iye

i akadavira ach
kudai kwakanaka here?" Gamu fade a
ae wacho asingatombozivi kuti kune snudzimnes Gane
ndokubatana maoko vogara zvave pasi. VaMawire vakazon, : โ€˜ iad
magona mai mwana nekuti mave kutobva mapinda panyanga . asi." C
akabva ati, "Ndibvirei pano! Mave ee ON Mai Men ene _

i i iti, "Heya, u
matotanga.โ€ VaMawire vakapindura vacilt, Seema
i watouya kuzobatsirana nemukoma wako." Achiny
od, "Ndogosh kuti varume vapera here munyika? Kana vakanzi

Gamu akati, "Ndogoshaya nei, muny
vapera ndosva ndagara ndega iwee pane kuuya pano, ndinyarire kupi?
Ndawanikwa neharahwa yakadai?"
{
(Doma musambo uri kubuda mundima iyi. (1)
sambo uyu? (2)

(i) Vanhu vane hukama hupi vari kuita mu:

(iii) Ipa matauriro kana maitiro matatu anokodzerana nemusambo uyu. (3)

(iv) _ Ipa zviviri zvakakoshera musambo uyu. (2)
(v) Doma zviviri zvinotsaudzirwa nevane ukama huri mumusambo
uyu, izvo zvinoguma zvoipisa musambo uyu kune vanoona. (2)
[10]
CHIKAMU III : MAUMBIRWO EMUTAURO
Pindura mibvunzo mitatu chete muchikamu chino.
Verenga zvirevo zvinotevera ugopindura mibvunzo iri pazasi.
(i) Mudzidzisi uye aigara achiudza vana nezvekukosha kwedzidzo.
(ii) Tawanda muKomana mutsvuku.
(iii) Baba vakaenda vomene kundoona mwana kuchipatara.
(iv)) Rimwe zuva ndichaenda kuHarare kunoona sekuru.
4007/2 32023 ยฉ) Zimsec 2023

CamScanner

---

Page 5

Extracted Text
ee)

(v) โ€” Motokari iyo ndeyangu.

(a) Nyurura zvidudziramazita zvose zviri muzvirevo zvawaverenga pamusoro ยฎ
ugodoma mazita azvo. ,

(b) โ€”Tsanangura mabasa ezvidudziramazita zvawanyora mu(a) uchipa i
mienzaniso.

[10]

(a) _ Ratidza mipanda yemazita anotevera.

chana
vanhu
kuseka
mugwagwa
chari
vamwene
kumusha
mumba

(4)

(b) โ€” Tsanangura uchipa mienzaniso zvikonzero zvinoita kuti mazita ari mu(a)
ane zvivakashure zvakaita sokufanana apinde mumipanda yakasiyana. (6)

[10]
Doma zita rechidudzirachiito chakatarwa mutsetse pasi kubva pazvirevo zvinotevera.
(a) _ Chitunha chasvika husiku. (1)
(b) Akaenda kuAmerica. qd)
(c) | Nyama yakadyiwa nembwa. (1)
(d) | Mwana akatemwa nedombo. (1)
(e) | Vakatenderera Masvingo eJeriko kanomwe. (1)
(f) Madomasi anonetsa muchando. (69)
(g) | Mbudzi dzakadyiwa nebere. qd)
(4) = Huku dzinogara nehanga muzumbu. ()
() = Muzukurn airoya sambuya vake. (1)

CamScanner

---

Page 6

Extracted Text
โ€”โ€”โ€”โ€” ed ce ee ae

(1)
[10]

)) Akatemwa nedemo mugotsi.

9, _ Verenga ndima inotevera ugopindura mibvunzo iri pazasi payo.

Muchineripi neshamwari dzake vakasungira Manzuma pamuti ndokukama
mukaka. Vapedza kukama, vakaedza kuisungunura. Mhou iya yakaviruka nehasha
ndokudambura gasho. Yakatanga kudzingirira vakomana vaya ichipupa furo.

Shamwari dzaMuchineripi dzakamhanyisa dzikamusiya. Akasara akatungwa
nechepamusana ndokubva adonha pasi.

(a) โ€” Nyumura zviito zvishanu zvakarebeswa kubva mundima. (5)
(b) _Pachiito chega chega, taridza rebeso yacho uye mhando yayo. (5)
Muenzaniso
Chiito : nyorera
Rebeso i -er-
Mhando : yokuitira (5)
[10]

10. | Ongorora mazwi anotevera ugopindura mibvunzo iri pazasi.

ndoga vaye rimwe zvipi
chii ivo ini zvomene

(a) \. Ronga manzwi ari muchikwata chimwe chete pawo oga. Ita izvi kusvikira

wapedza ose. (4)
(b) _- Pazvikwata zvawanyora pamusoro, sarudza zvikwata zvitatu utsanangure
basa remanzwi ari muzvikwata zvawasarudza. Ipa mienzaniso. (6)
[10]

4007/2 32023 Zimsec 202

CamScanner

A

---

Page 7

Extracted Text
BLANK PAGE

CamScanner

---

Curriculum Theory & Notes

Struggling with the concepts in this paper?

Revise syllabus notes, key exam points, and interactive practice questions for Languages Local: