📄 Exam Questions & Readable Text Transcript
Full OCR-extracted text of questions, syllabus codes, and exam instructions.
Extracted Content: 2019_shona_olevel_nov_paper2
Page 1
Extracted Text
ZIMBABWE SCHOOL EXAMINATIONS COUNCIL, General Certificate of Education Ordinary LevelSHONA LANGUAGE 4007/2
PAPER 2: Mashandisirwo eMutauro, Misambo neMaumbirwo eMutauro
NOVEMBER 2019 SESSION Maawa maviri
Additional materials:
Answer paper
NGUVA: Maawa maviri
RAYIRO KUVANYORI VEBVUNZO
Uchapiwa mapepa okunyorera mhinduro dzako.
Nyora zita rako, nhamba yenzvimbo yauri kunyorera nenhamba yako yawakapiwa somunyori
Papepa roga roga remhinduro rawashandisa.
Pindura mibvunzo minomwe chete.
Ukashandisa mapepa anodarika rimwe, asunganidze pamwe.
ZIVISO KUVANYORI VEBVUNZO
Zvibodzwa zvakapiwa muzvikomberedzo izyi () pamagumo pechidimbu chemubvunzo, uye
izvi [ ] panoperera mubvunzo woga woga.
Copyright: Zimbabwe School Examinations Council, N2019.
©ZIMSEC N2019
69
---
Page 2
Extracted Text
CHIKAMU I: MASHANDISIRWO OMUTAUROPindura mibvunzo miviri muchikamu chino.
Enzaniso dziri muzvirevo zvinotevera dzinorevei? Sarudza shanu chete.
(a)
(b)
(c)
(d)
(e)
(f)
(g)
Nyora kanyaya kanosanganisira nyaudzosingwi dzinotevera kasingapfuuri
Baba vaigaromuyambira asi kwaive kuudza ibwe.
Handisati ndamboona nguruve inenge Machivei.
Kufakunesu idzvatsvatsva haawanikwi pamba nguva dzino.
Zvineni murwere chaiye hapana chaunotaura chinoitwa.
Sei uri nyoka yakadai nhai?
Mungarova Ticharwa, hapana zvamunomuita nekuti imvumba
pachayo.
Ndanga ndatomushaya nokuti ave tsono chaiyo.
mitsara mitanhatu. Nyaudzosingwi ngadzishandiswe padzinokodzera
chaipo mukanyaya kako.
tumbi,
gwa,
nde-e,
tiba,
dhi.
Sarudza tsananguro shanu chete kubva pane dzakapiwa ugopa tsumo
inoenderana netsananguro yacho.
(a)
(b)
©)
Haufanirwi kungotevedzera zvose zvose zvaunoudzwa nemumwe
munhu, usati waona kuti zvinokubatsira here.
Nguva zhinji vanhu vanoratidza rudo nomutsa kumunhu, panguva
yaanenge achangowirwa nenjodzi, asi vachizoshanduka maitiro
mushure mekanguva kadiki.
Munhu anonyatsozvipinza mumatambudziko achiziva, haagoni
kunzwirwa tsits1.
4007/2 N2019
70
Q)
@)
Q)
@)
(1)
@)
@)
Q)
(1)
[5]
[5]
(1)
“
---
Page 3
Extracted Text
‘aij munhu anofara kana achiitira vamwe zvakaipa, asj ° ere kwaarl anonyunyuta. . oona kunyatsoshanda pela ae nance Be ° ee iewatneannded kuita basa kana chikas neasingagoni hapana angaona () Kazhinji vanhu havap faviswi mufaro wavo nedambudziko rinenge rawira mumwe, nokutiirwi i i kana atofunga zvokuita
haafanirwi kukanganisa, ast Xan u
° valaipa anofinica kunyatsochiita, kuitira kutt kana onenerwa
ink 1
mhosva onenerwa zvinpo. ( )
Nyora zvakare zvirevo zvinotevera uchiisa uwandu hwerwatn zvakanyorwa
mumanhamba, mumazwi, zviverengwe zvakanaka muChiShona.
Muenzaniso: Baba vangu vane madhongi 150. ;
Mhinduro: Baba vangu vane madhongi zana nemakumi mashanu.
(a) Sekuru vatenga tutiyo 120. is)
(b) — Mukoma vakatengesa mbudzi 300, mombe 1 200 nemakwai
61 000. (13)
(c) Nyika yeMozambique yakamiririrwa nevanhu 92 000 asi
Zimbabwe yaive ne103 000. (1)
(4) Vanhu vakaparadzirwa misha nedutu vaisvika 216 000,
vakazogadzirirwa vaingova 50 080. (1)
(e) Vana vakaunganidza zvidhinha 973 800, pakamuri yekudzidzira
yainzi inoda 1 000 500 yezvidhinha. (1)
4007/2 N2019
71
(1
kukosha kwacho. a)
rinenge risinei navo. (1)
(5]
---
Page 4
Extracted Text
(a)(b)
Verenga mashoko okutenda akapiwa ugopindura mibvunzo inotevera
CHIKAMU Il: MISAMBO YEMUTAURO
Pindura mibvunzo yose muchikamu chino.
Ndaapi mashoko aungatanga kutaura kana kupindura nawo panhaurwa
dzakapiwa. Mashoko ako ngaasadarika mitsara miviri.
@ Wakokwa pagungano ravanhu kuti upe mashoko
akanangana nezveutano, uri muenzi mukuru.
(ii) | Mombe dzako dzadya mumunda wemuvakidzani wako,
waenda kunomuzivisa pamusoro pechiitiko ichi.
(iii) © Wakapfeka hanzu dzakaisvonaka dzakakugara zvokunge
wakazvarwa nadzo, vamwe vako vokurumbidza chose.
(iv) | Wadarika napaurayiwa chipfuyo, vanhu vachitogocha
nokudya nyama.
(v) Washanya pamusha pazvarwa mwana.
Doma mhando yemusambo inofambirana nechiitiko choga choga
chapiwa pamusoro.
“Pamusorol muenzi wedu anoremekedzwa neukuru hwese huri pano.
Chokutanga tinotenda mukokwa wedu mukuru, nokusiya mamwe mabasa
avo, vachiuya pano kuzotura mashoko anokosha. Maita henyu chaizvo.
Rutendo rwedu rwuri kuenda zvakare kune hukuru hwese huri pano.
Maita henyu. Vamwe mose munotendwa zvikuru, nokuzvipira kuuya
kuchiitiko changa chiri pano. Tose pamwe chete ngatibatanidzei
maoko tichipa kutenda pachivanhu chedu.”
(a)
(b)
©)
(0) Takatarisana nenhendo iri pamusoro, ndeapi mashoko
okuremekedza vanyarikani vanokosha paungano lyi.
@ Doma musambo wakashandiswa nemutauri mundima.
(ii) | Mashoko ari mundima anotaurwa nemunhu anenge
apihwa basa ripi paungano?
Ndekupi kutsaudzira kunowanzoitwa nevanenge vapihwa basa
rakafanana neremutauri mundima. Buritsa pfungwa ina chete.
Pamagungano mazhinji basa guru remukokwa mukuru nderei?
4007/2 N2019
72
(1)
0)
(1)
@)
(1)
[5]
()
(1)
(1)
(4)
(2)
[5]
[10]
---
Page 5
Extracted Text
TAURO CHIKAMU UT: MAUMBIRWO EMU Pindura mibvunzo mitatu chete muchikamu chino.F : zvemipanda miviri miviri
Tsanangura misiyano iri pakatt pezvivakashure ip
inotevera.
(a) 2 ne 2a a
(b) 3 ne 18 @)
(c) 15 ne 17 2)
(d) lane 17a Q)
(ec) 11 ne 12 (2)
[10]
Umba zvirevo zvine zviito zvako zvekuzvisarudzira wakazviisa
murebeso dzakapihwa pasi.
Muenzaniso : Yekuitira + Yekuitirana
Chiito changu : idya
Chirevo : ‘Vana vadyirana michero yavo.
(a) Yembherevedzo (1)
(b) Yenyanyiso (1)
(c) — Yekuitwa (1)
(d) — Yekonzero / Yesakiso (1)
(e) —- Yekuitirana + Yekuitwa (2)
(f) Yekonzero + Yekuitirana (2)
(g) Yedzokororo + Yekuitwa (2)
4007/2 N2019
73
---
Page 6
Extracted Text
10Nyora zvirevo zvakasiyana uchishandisa mhando dzemaumbirwo emutauro
dzakapiwa pachirevo choga choga.
Muenzaniso : mhando — zita remupanda |
Mhinduro : chirevo — Murume wake akauya mauro.
(a)
(b)
(9)
(d)
(¢)
(a)
(b)
(©)
chidudzirachiito chenguva (2)
chirevamwene (2)
zita remupanda 10 (2)
chitaridzanguva ichauya (2)
donzo rechiito rekutuma (2)
Ronga zvidudziramazita zviri pasi muzvikwata zviviri zvakakodzera
ugopa zita rechikwata chega chega
chino zvipl iyo
icho kano sviye
vaye avo urwo
1ro
Ratidza kuumbwa kwechikwata chega chega uchishandisa muenzaniso
mumwe chete pachikwata.
Tsanangura basa rezvikwata zvezvidudziramazita zvawaumba
pamusoro uchipa mienzaniso. [10]
4007/2 N2019
74
[10]
---
Struggling with the concepts in this paper?
Revise syllabus notes, key exam points, and interactive practice questions for Languages Local: