📄 Exam Questions & Readable Text Transcript
Full OCR-extracted text of questions, syllabus codes, and exam instructions.
Extracted Content: 2019_shona_olevel_mj_paper2
Page 1
Extracted Text
Ht \se
For Performance Meassirement
ZIMBABWE SCHOOL EXAMINATIONS COUNCIL
General Certificate of Education Ordinary Level
SHONA LANGUAGE 4007/2
PAPER 2: Mashandisirwo eMutauro, Misambo neMaumbirwo eMutauro
JUNE 2019 SESSION Maawa maviri
Additional materials:
Answer paper
NGUVA: Maawa maviri
RAYIRO KUVANYORI VEBVUNZO
Uchapiwa mapepa okunyorera mhinduro dzako.
Nyora zita rako, nhhamba yenzvimbo yauri kunyorera nenhamba yako yawakapiwa somunyori papepa
roga roga remhinduro rawashandisa.
Pindura mibvunzo minomwe chete.
Ukashandisa mapepa anodarika rimwe, asunganidze pamwe.
ZIVISO KUVANYORI VEBVUNZO
Zvibodzwa zvakapiwa muzvikomberedzo izvi ( ) pamagumo pechidimbu chemubvunzo, uye
izvi [ | panoperera mubvunzo woga woga.
i
Bvunzo inc vakanyorerwa pamapeji mashanu nematatu asina chinhu.
Copyright: Zimbabwe School Examinations Council, J2019
©ZIMSEC 32019 {Enda kuseri
---
Page 2
Extracted Text
CHIKAMU I: MASHANDISIRWO EMUTAURO Pindura mibvunzo miviri muchikamu chino.Nyora tsumo inoreva zvakafanana neimwe neimwe yedzinotevera. Sarudza shanu
chete.
(a) | Gengezha mukombe hazvienzani nekunwira mudemhe. qj)
(b) | Mwana wenyoka inyoka. qd)
(©) Kwaunobva kanda huyo kwaunoenda kanda huyo. (i)
(d) | Chimwango chekukumbira hachina ndima. (1)
(e) Chasosodzwa chava chitiyo chinozvitsvarira. qd)
(f) Anyumwa bere nderake. qd)
(g) Mbudzi kudya mufenje hufana nyina. qd)
[5]
Kubva pazvirevo zvinotevera, sarudza zvishanu chete, ugozvishandura uchitsiva izwi
rine mavara makobvu nezwi rinopikisa.
Muenzaniso: Jira jena rinotengwa nemapositori.
Mhinduro: Jira dema haritengwi nemapositori.
(a) Muti mukobvu hauite muchero. ()
(b) Musikana akanaka atorwa namambo. (1)
(c) Rokwe pfupi rinoyanika makumbo pachena. (1)
(d) Jaya mupfumi, rakashaya wekuroora. qd)
(e) Michero mimbishi inonzwisa ugugu. qd)
(f) Munhu mutana anopa rayiro inobatsira. (1)
(g) Sadza mbodza rinozvimbira. qd)
4007/2 32019
---
Page 3
Extracted Text
Tsanangura unhu huri kuburitswa kuburikidza nemadimikira anotevera. Sarudza mashanu.(a) Kuita gudzamudungwe.
(b) —‘ Kugarira badza.
(c) Kuita chisodzimate.
(d) Kuita nguruve nzvere.
(e) Kurara nezamu mukanwa.
(f) Kuvaka danga pasina mombe.
(g) Kufukura hapwa.
Mazwi anotevera anogona kureva zvinhu zviviri kana kupfuura. Nyora
zvirevo zviviri pazwi roga roga uchiburitsa zvakasiyana zvinogona
kurehwa nezwi racho.
Muenzaniso: gomba
Mhinduro: (i) Takura marara unokanda kugomba uko.
(ii) Gomba raTambudzai raakabatwa naro ragadzwa
dare.
(a) rota
(b) guru
(c) __nzara
(d) — doro
(ec) dongo
4007/2 52019
(1)
(1)
qd)
(1)
(1)
(1)
ql)
[5]
()
(1)
(1)
@)
(1)
[5]
[Enda kuseri
---
Page 4
Extracted Text
(a)(b)
CHIKAMU II: MISAMBO YEMUTAURO
Pindura mibvunzo yose muchikamu chino.
Uchishandisa mhinduro yakasiyana pane imwe neimwe yenhaurwa
dzinotevera, tsanangura unhu kana maitiro anoburitswa nemumwe
nemumwe wevatauri vapiwa.
@
(ii)
(iii)
(iv)
(v)
Panhare, anodavira anoti, “Magamba Secondary School. Muri kudei?”
“Ndadzoka nemukaka wenyu. Munoita basa rokutengesera vanhu
mukaka wakaora. Ndabva mukuutenga nguva pfupi yapfuura.”
“Ndeipi yako Tapiwa? Ko, mudhara vakasiya nyemba rinhi?”
“Kapfambi aka kari kundipomera nhumbu yako. Ini handikazive
uye kari kundinyepera.”
“Tava nemwedzi wose tisina mvura, asi muchititorera mari dzedu.
Mari iyoyo iri kushandei?” (5)
Nyora zvakare nhaurwa dziri pamusoro nekutaura kune unyoro
kwakakodzerana nemusambo wenhaurwa yacho. (5)
[10]
Verenga zvirevo zvinotevera ugopindura mibvunzo iri pasi pazvo.
(a)
(b)
(©)
(d)
(e)
“Chidyamatiyo wapedza hama. Rasa gona rako.”
“Mangwanani paBikai Bakery. Tokubatsirai nei?”
“Changamire, akonwa haasiye muswe padare.”
“Ini handidi hangu. Tsvaga hako mumwe musikana.”
“Wanga warova wena.”
@
Gi)
Panhaurwa dziri pamusoro, tsanangura kuti imwe
neimwe ingataurwa zvaita sei? (5)
Ipa zita remusambo wemutauro unoenderana nenhaurwa
yoga yoga yapiwa. (5)
[10]
4007/2 32019
---
Page 5
Extracted Text
10(a)
(b)
(a)
(b)
CHIKAMU III: MAUMBIRWO EMUTAURO
Pindura mibvunzo mitatu chete muchikamu chino.
Ita kuti mazita anotevera ave muuzhinji. Sarudza mana chete.
muswe
jira
tukova
chanza
rwendo
Tsanangura maumbirwo emazita mana awaisa muuzhinji
uchiratidza mipanda yawo.
Ita kuti mazwi anotevera ave zvindori
chena sekuru
pamwe avo
chibage rino
Tsanangura maumbirwo echindori uchipa mienzaniso mitatu
chete inobva pane zvawaumba pamusoro.
Ongorora zvirevo zvinotevera ugodoma mazita ezvakatarwa mitsetse
pasi pazvo. :
(a) _ Voenda Harare.
(b) lye ega ndiye adya mbeva.
(c) Ndasiya zvandisingagoni izvo.
(d) Sekuru vakandimutsa kwatodoka.
Nyora zvirevo zvishanu zvine zvidudzirazviito zvakasiyana. Doma
zita rechidudzirachiito chawashandisa panoperera chirevo choga choga.
(4)
(6)
(6)
(4)
@)
(3)
(3)
(3)
[10]
[10]
[10]
[10]
---
Struggling with the concepts in this paper?
Revise syllabus notes, key exam points, and interactive practice questions for Languages Local: