4069Q2 LITERATURE IN SHONA SPECIMEN
Year: Specimen • Views: 1 • Downloads: 2
📄 Exam Questions & Readable Text Transcript
Full OCR-extracted text of questions, syllabus codes, and exam instructions.
Extracted Content: 4069Q2 LITERATURE IN SHONA SPECIMEN
Page 1
Extracted Text
ZIMBABWE SCHOOL EXAMINATIONS COUNCILGeneral Certificate of Education Ordinary Level
LITERATURE IN SHONA 4069/2
PAPER 2 Mitambo neNganonyorwa
SPECIMEN PAPER 1 hour 45 minutes
Additional materials:
Answer paper
NGUVA: Awanemaminitsi makumi mana nemashanu.
RAYIRO KUVANY ORI VEBVUNZO
Uchapiwa mapepa okunyorera mhinduro dzako.
Nyora zita rako, nhamba yenzvimbo yauri kunyorera nenhamba yako yawakapiwa somunyori papepa
roga roga remhinduro rawashandisa.
Pindura mibvunzo miviri chete.
Ukashandisa mapepa anodarika rimwe, asunganidze pamwe chete.
ZIVISO KUVANY ORI VEBVUNZO
Zvibodzwa zvakapiwa muzvikomberedzo izvi ( ) pamagumo pechidimbu chemubvunzo, uye
izvi [ ] panoperera mubvunzo woga woga.
Bvunzo ino yakanyorerwa pamapeji matatu nerimwe chete risina kunyorwa chinhu.
Copyright: Zimbabwe School Examinations Council, Specimen Paper.
©ZIMSEC SPECIMEN PAPER [Enda kuseri
---
Page 2
Extracted Text
CHIKAMU A: Mitambo Pindura mubvunzo mumwe chete kubva muchikamu chino. Moyo, A.C: Kereke Inofa 1 Kubva pane zvinoitika mumutambo Kereke Inofa, tsanangura zvinhu zvisere zvinokwanisa kuparadza kereke. 25] 2 Makakatanwa mazhinji ari pakati pevatambi vari mumutambo Kereke Inofaanokonzerwa nechipfambi. Tsigira pfungwa iyi nezviri mumutambo uyu
ugoratidzawo kuti kusawirirana kwega kwega kunoguma sei.
25]
Tsodzo, T.K.: Tsano
3 Ndezvipi zvisingafadzi maererano neupenyu hwemudhorobha zvinoburitswa muna
Tsano? Tsigira pfungwa dzako nezvinhu zvisere zvinobva mumutambo.
[25]
4 Unotii nemaburitsirwo anoitwa vanhukadzi nevanhurume muna Tsano wakatarisana
nekutendeseka kweunhu hwavanopiwa? Tsigira pfungwa dzako nezviitiko zvinobva
mumutambo uyu.
[25]
4069/2 SPECIMEN PAPER
---
Page 3
Extracted Text
CHIKAMU B: NganonyorwaPindura mubvunzo mumwe chete kubva muchikamu chino.
Mubuya, M.: Manyambiri
5
Makakatanwa mazhinji ari muna ManyambirZ anokonzerwa nokuchengetwa
kwemapatya kwaisatenderwa mumazuva iwayo. Tsigira pfungwa iyi nezviitiko
zvisere.
[25]
Ndedzipi tsika dzepasichigare dzinoburitswa muna Manyambiri dzaunofunga kuti
hadzifaniri kuregwa dzichitsakatika? Tsigira netsika dzakabuda munyaya iyi.
[25]
Makata, M.F.W.: Gona reChimurenga
7
Unofunga kuti zvii zvakatokonya munyori kunyora rungano Gona reChimurenga?
Tsigira nezvinhu zvishanu.
[25]
Kubva pamatambudziko anoburittwa muna Gona reChimurenga, tsanangura
mashanu anojekesa kuzvipira kwevarwi verusununguko pakusungungura Zimbabwe
kubva kuvapambevhu. [25]
4069/2 SPECIMEN PAPER
---
Page 4
Extracted Text
BLANK PAGE4069/2 SPECIMEN PAPER
---
Struggling with the concepts in this paper?
Revise syllabus notes, key exam points, and interactive practice questions for Languages Local: