📄 Exam Questions & Readable Text Transcript
Full OCR-extracted text of questions, syllabus codes, and exam instructions.
Extracted Content: 4007Q2 SHONA SPECIMEN
Page 1
Extracted Text
ZIMBABWE SCHOOL EXAMINATIONS COUNCILGeneral Certificate of Education Ordinary Level
SHONA 4007/2
PAPER 2: Zvirungamutauro, Misambo yeMutauro neMaumbirwo eMutauro
SPECIMEN PAPER 2 hours
Additional materials:
Answer paper
NGUVA: Maawa maviri
RAYIRO KUVANY ORI VEBVUNZO
Uchapiwa mapepa okunyorera mhinduro dzako.
Nyora zita rako, nhamba yenzvimbo yauri kunyorera nenhamba yako yawakapiwa somunyori papepa
roga roga remhinduro rawashandisa.
Pindura mibvunzo minomwe chete.
Ukashandisa mapepa anodarika rimwe, asunganidze pamwe.
ZIVISO KUVANY ORI VEBVUNZO
Zvibodzwa zvakapiwa muzvikomberedzo izvi ( ) pamagumo pechidimbu chemubvunzo, uye
izvi [ ] panoperera mubvunzo woga woga.
Bvunzo ino yakanyorerwa pamapeji matanhatu nemaviri asina chinhu.
Copyright: Zimbabwe School Examinations Council, Specimen Paper.
©ZIMSEC SPECIMEN PAPER [Enda kuseri
---
Page 2
Extracted Text
CHIKAMUICHIKWATA A: ZVIRUNGAMUTAURO
Pindura mibvunzo miviri muchikamu chino.
Mumagariro avaShona, tsumo dzinonyanyoshandiswa pakuraya. W akanangana
nepfungwa iyoyi, tsanangura kuti imwe neimwe yedzinotevera inoudzwa munhu
achirayirwa kutii pamusana pemararamiro. Sarudza shanu chete.
(a) Nhambetambe inoregwa ichanaka.
(b) Dzivaguru idivakamwe ukadzokazve unowana ngwena dzasvinura.
() Chati homu chareva.
@ Ziso rimwe harina ukomba.
(e) Ane marengenya haachariki moto.
(f) Chisi hachiyeri musi wacharimwa.
(g) Kudyanyemba nevauya dzinowana wadzinozvimbira.
Sarudza madimikira mashanu, ugopa zvaanoreva uchiburitsa muitiro wevanhu
unoenderana nezvisikwa zviri maari.
(a) Kuva nechioko chegudo.
(b) Kusadonhedza minhenga sechapungu.
(©) Kugarira guyo sembwa.
@ Kungwarira paduri sehuku.
(e) Kuvhiya chidembo pavanhu.
(f) Kuita misodzi yegarwe.
(g) Kubata mwana wengwe.
4007/2 SPECIMEN PAPER
---
Page 3
Extracted Text
Ipa nyaudzosingwi dzinoenderana nezviito zvishanu pane zvinotevera sokuti: Kudonha kwedamba: do-o(a)
(b)
©
Cc)
)
(ti)
@
Kupedza zvanga zviri mundiro. (1)
Kubata zvakasimba. (1)
Kurumwa nenyuchi. (1)
Kuchena kwevhudzi. (1)
Kumedza zvinonzwika. (1)
Kusimuka uchikurumidza. (1)
Kushamisika. (1)
4007/2 SPECIMEN PAPER
Enda kuseri
---
Page 4
Extracted Text
CHIKAMUII: MISAMBO YEMUTAUROPindura mibvunzo yose muchikamu chino.
4
(a) Doma misambo yemutauro mina yaunoziva. (4)
(b) = Kubva pamisambo yawadoma pamusoro, sarudza mitatu chete ugotsanangura
zvinhu zviviri zvinowanikwa mune mumwe nemumwe. (6)
[10]
Kunyange munhu watadzirwa uchinyunyuta pane mutauriro une mutsa pakusvitsa
nyunyuto yako.
Nyatsoverenga tsamba yenyunyuto iri pazasi ugoinyora zvakare uchiita kuti pfungwa
iri muchirevo chega chega ive nemusambo une mutsa.
307 Muuyu Street
Rujeko Township
Madhorobha
22 Kubvumbi 1963
Amai Mandigona
Zana renyu ramakaita ndegerera sesango rerimuka richakupinzai muna taisireva.
Pamba penyu hapana michero here zvamunosiya ziTozivepi renyu richizokushumura
mango dzangu. Vana vangu munoti havadzidi here? Pamusoro pezvo, zana renyu
rakasiya maganga nemashizha zvati mwarara nechivanze. Zvino ini vangu vana
vanhu chaivo vanomirira kuti dziibve vachazodyei iro gudo renyu richikuzhumurira
pasi maganga kudaro.
Amai Nhiya, batisisai yambiro yangu: Mukasauya kuti tizotaurirana muchazviona!
Venyu
Amai Chitatu
4007/2 SPECIMEN PAPER
---
Page 5
Extracted Text
CHIKAMU III: MAUMBIRWO EMUTAUROPindura mibvunzo mitatu chete muchikamu chino.
6 (a)
(b)
(b)
©
Mazita anoumbwa sei muChishona? (1)
Ratidza maumbirwo emazita anotevera:
chiringiriro muto panze
mwana Gweru tezvara
nyaudzosingwi zigomana denga
Ronga zvisazitasingwi zvinotevera muzvikwata zviviri zvakakodzera
ugodoma zita rechikwata chimwe nechimwe:
iwe irwo_ ini iye iko ipo
icho isu imi ivo
(4)
Tsanangura maumbirwo echikwata chimwe nechimwe chawaumba pamusoro,
uchipa muenzaniso mumwe chete pachikwata choga choga. (4)
Tsanangura basa rimwe chete rezvisazitasingwi. (2)
8 Kubva muzvirevo zvinotevera nyukura zviito ugoratidza zvinotevera:
@
Gi)
(iii)
(iv)
chiito chashandiswa
mudzi wechiito chacho
rebeso yashandiswa pachiito ichocho
zita rerebeso yacho
(a) Mbuya vakabikira sekuru doro. (2)
(b) Mwana wemanyawi uya anoroveka nyore. (2)
() Kasikana kakatambisa pamuchato. (2)
4007/2 SPECIMEN PAPER
[Enda kuseri
---
Page 6
Extracted Text
10@ Muvaki achapfurunura imba yedu. (2)
(e) Anosekerera chaizvo nerudo. (2)
[10]
Nyora zvirevo uchishandisa dzitsi rechiito /-cheka/ riri murebeso dzinotevera:
@) —__yekuitira (2)
(ii) yegoneko (2)
(iii) = yekuitwa (2)
(iv) yekonzero (2)
(v) yemherevedzo (2)
[10]
Tsanangura nzira yaungashandisa kuti izwi rimwe nerimwe riri pazasi rive
chindori. Shandisa izwi rega rega somuenzaniso.
ini ano chiremwaremwa
gudo vasekuru [10]
4007/2 SPECIMEN PAPER
---
Page 7
Extracted Text
BLANK PAGE4007/2 SPECIMEN PAPER
---
Page 8
Extracted Text
BLANK PAGE4007/2 SPECIMEN PAPER
---
Struggling with the concepts in this paper?
Revise syllabus notes, key exam points, and interactive practice questions for Languages Local: